Unoshandura faira rePAC kubva kuproxy A uchienda kuporoxy B, unorichengeta, uye unovhura zvekare webhusaiti. Saiti ichiri kuona proxy A. Usati washandura mutemo zvakare, tarisa kana bhurauza rakawana script itsva.

Kuvhura peji zvakare nekudhaunirodha PAC mabasa maviri akasiyana. Verenga chinyorwa cheChirungu.

Zvinyorwa zvakafanana